Ronald Mujuru afirwa nemukadzi wake nevana 5 in a road accident

Ndarwadziwa varume. imagine Ronald Mujuru afirwa nemukadzi wake nevana 5 in a road accident nhai Mwari munhu oitavo mhuri yake momutorera zuva rimwe here. Haaa Ndarwadziwa Mukoma ???????.

Ronald my brother nyaradzwa. Simbiswa moyo. Ndarwadziwa ? ????????

  • Share: