Royal Mint Abatwa Musikana

Royal Mint ndokumbirawo tisangane kuCamp na4pm without fail. Zvakawanda totaura ikoko.Zvaatori pombi😅😅😅....but this version ino ganza tomuda ari organic boe zvekutiKozvaatori mukadzi nhy ana mazamu makuru kuzoti newig

 

 

 

 

Saka Royal Mint watadza kubva wabvisa kora pawa Edhita mhikicha yako😂Cola ikati wawirirana nani kuisa musoro pamutumbi usiri wanguUnomudii

 

 

 

 

mukadzi akaita kunge Royal Mint iwe wakawomera kudero, unomuchengeta neyi? Pasi newe, Ndiri kureva iwewe murume anorwadziwa nekupa mukadzi wake mari. Varume huyayi tidzidzisane kupa vakadzi mari

  • Share: