Machinery ikushandiswa kuputsa ma illegal stands akabhadharwa ne vanhu ngaiuye apa vabvise truckLong-term solution kugadzira ma roads, dual carriageway.
Panekuti maChina apaze makomo vachienda nawo, gvt must embark on major road construction projects kwese kune maroads arimujinga megomo.Ma
china aripo pa side peboterekwa vachipaza nyika tsveee. Kugadzira road zvivanhu zvisina makotsi izvi😂uyu mupengo chaiye saka Java naPastor Chris waivatukirei varamba vakadzi vavo uri benzi remunhu
Mhombwe yemakoko