Sisi Vavhura Hombe Vakazhangandira Zvavo Hey Hey

Mumusha mapinda chamupupuri ndati mhepoo?Ndaitoti ndakazhangandirq ndatozoona kuti hndina ini?Mmmmmmh kutogara wavarakidza true colour first day hanzi haaa hiwe ?She's used to the stage present l can tell,voice of a preacher..outspoken rather...yet it's her day zvobva zvabatana neOver excitement unototi

 

 

 

 

kuzhangandira....might be wrong analysis nways Congratulations and ndinoshuwira ugare muimba yako zvakanaka no one is perfect in this world Mwari vakuitire zvakanaka these comments anogona kukuvhiringa just know vanhu tinoona zvirikunze kazhinji not within asi be happy vakawanda varikushuva kuitirwa Nyasha idzi asi nguva kana yakwana nekutaurisa ikoko pamwe uchaparidza rudo mumhuri iyi yawapinda zvikazodadisa mangwana kana kuva voice of reason to the entire family ???thou shall not judgeWhen you realize waunza problem mumusha musi wemarooro?

 

 

 

 

Haa mumusha mapinda mhepo ndapota,,,murume akutorakudza hake masymptons ekudyiswa chaiwoNdi MC here sisi avo? Kana ari muroora ndati kuchapopotwa, ndaona baba wachisvika pamba na4:10 wabuda basa na4:00

  • Share: