Apart from the INGRATITUDE yekuti unotiwo muimbi waunofarira se fan rake enda unotorawo USD$200 kuna LILLIAN kuti wamuti tanga wageza , ndeapiwo mamwe ma challenges aunosanganawo mu LIFE ? ??Sorry Baba Harare. I feel bad for you.
Endai mutore USD$200 yacho at my office in town CBD. You will see a company with a big portrait of me and Sir Wicknell by the main reception , its got 3 receptions actually with a compliment of 15 offices. Collect on any day ramada from either Janet , Lillian , Faith or Pastor Simba. No need to meet me also. No performance demanded from you. I am not Sir Wicknell but dai ndirini Sir ndaisa iri Acqua but i prophesy that the hand that God is using
in Zimbabwe will be used again to your favour. From the few times I have met you I never introduced myself for the simple reason that I am a FAN who needs nothing BUT MUSIC FROM YOU. I may not agree with some of the things you said in your post but I am your FAN zvekudaro. Sema man of God totombotererawo nziyo dzenyu akoma even before we prophesy but hazvireve kuti tine zvese kana kuti hatina zvese but hupenyu kunzwanana newamwe. Pamwe pacho sir vakatotidzidzisa giving saka PAMBERI NEKUNAMATA MWARI uye PAMBERI NEKUIMBA JITI MUSX ?️
?️ ministry yakaoma and vamwe vacho shungu dzekupa vanadzo but kuwana kunosiyana akoma …….. I know hatisirisu ne church yedu takakakutambai rough but tangoonawo nyaya pa social media tikati regai tibatsire muimbi wedu sema fans chete ….. namatirai ivavo vakakubatai rough kuti vawanirwe nyasha ….. varegerereiKna simba rekunoitora 200 yacho rinobva rapera