South Africa ku Mayfair Cleopatra samboko Uyu Parikutsvagwa Hama Dzake

 nematambudziko sorry kuuya kwamuri plz hide me kana painewo Hama dze anonzi Cleopatra samboko please ngadzindibate dzipei number dzangu akuita zvemutoriro Kuno Joni kuMayfair ndakambozama kutaura nevanwe vaakambondiratidza vachiti ihama

 

 

 

 

dzake ASI vese hapana akasimudza musoro nhasi ndichisvika kubasa ndaskoona ndakamirirwa nevanhu zvikanzi iwe Sisi vako vatengesa Mwana mucheche Ane 7months Kuti atenge mutoriro APA Mwana wacho zvikunzi akazotora nema social workers iye wacho kumubvunza haasi kutaura plz

 

 

 

 

kana paine Hama dzake akuda help kumutora chaiko auye Kumba mouya mofambira zvemwana....Ane Mwana wake muhombe anonzi Conny

 Mwana uyu wekutengeswa or atorwa nema social workers baba vake vari Ku Durban

  • Share: