Saturday, May 04

SouthAfrica Joburg Alice Garo Zimbabwe Ofirwa Nevana Vatatu 3 Paflat Rekutsva Sad

Amai ava vanonzi Alice Garo vaisei paminamato vakwanisa kupunyuka mumoto wauraya vanhu 63 mu Joburg mumoto uri kuramba kudzima nyaya iri kudzimba moyo ndeye kuti havasati vawana vana vavo vaviri mifananidzo taisa mu comment section🙏

 

 

 

 

Mitumbi yawedzera vamwe vanooneka vachiridza mhere nekunamata vasati vatsva vamwe vachisvetuka nekunotyoka 

  • Share: