Friday, May 03

Tanaka Uyu NeMurume Wake Madzibaba Ebuka Lotus Attridgeview Pretoria Akasiya Auraya Mwana Nekumubvisa Maziso And Privates Parts Varikutsvagwa

Muskana uyu anonzi Tanaka arikutsvagwa pamwe nemukomana wake aizviti madzibaba vakauraya mwana weshamwari ya Tanaka mwana wacho uyo anonzi Ebuka kwakusiya vamubvisa maziso nemaprivate part muskana uyu aigara kuLotus Attridgeview Pretoria, abva asiya abatidza fan kuti hwema usanhuwe.

 

 

 

 

 

mwana arikunzi anenge akafa saturday asi akazowanikwa wednesday mumba umu apa Tanaka haaskuwanikwa kwaari.mai vacho vaenda kumortuary nhasi kunoindentifer chitunha hanzi vasvika akubuda honye atoita white

 

 

 

 

 

apeelika skin hanzi kumortuary vati vanoisa mumafridge kana munhu aziikanwa hama dzake.hameno vasina hama dzinovaziva vanodii nhai

 

 

 

 

Anyone with information of their whereabouts please alert the police....Munhu uyu akada kutirovesa ne community vachiti mazimba munoziva chero isu kuno kulotus tirikutomutsvaga toda kumupisa tenga

  • Share: