Makadii. Tiri kutsvagao hama yedu anonzi Tatenda Masirivha.akabatwa nehome affairs ari kuCenturion muna September last communication naye yaive kuma7pm manheru achiti tikupinda mucourt haana kuzombotipa
update kubva ipapo.Takaenda kuPretoria central vakati vakatorwa vakaendesa kumadifferent jails.Takaenda kuLindela haako tikaenda kuMpumalanga tikamushaya zvee hatichaziva kuti aripi.kana pane vakamuona or vakuzivawo kwaari ndaikumbirao mundibate panumber idzo +27630471390
I have attached his picture.Thank you