Saturday, May 04

Today's Marks 4 Years Mugabe Afa Murume Akasiira Mazimbabwean Nhamo Yatiinauo Nanhasi Gehena Raari Hope Arikunyatsotsva

Today marks 4th year since the Legend departed. May you continue to rest in peace Gushungo🇿🇼.

 

 

 

#RobertMugabe Ndovakakonzeresa zvose izvi kutambura kudai ndiye mugabe go to hell

 

 

 

 

Ndivo vakati sira nhamo ava Dai vakasiya tsvangirai akapinda paakahwina avadya asi nekuda kufira pachigaro sezvikuita vamwe avo avagute mariMakatisiya mumawoko ebenzi zororai murugare Gushungo

 

 

 

 

 

Mmmm dai munhu aimutswa ndaikumutsai hangu tazotambura Gushungo countie to Rest in peace our Hero

  • Share: