Tsaona yaitika in Mutare Road near Sunway City Mota yabonderana neTruck mushure mekunge driver we truck anga achimhanya ndokuloser control so Tafadzwa Zvomunya akuvara musoro zvakamesesa driver weTruck angotyoka chete inzwai achitaura
Ma driver eku zim akuita sema learner apedza vanhu .Zimbabwe yakuita sekuti ndonyika yega ine vanhu everyday tsaona chii chakadero