Vakadzi Vepa Touch line Vorwira Murume . Paita zvishamiso ku Epworth vakadzi 2 vakechwa ne murume one akavadya vese bota akavapa $5 varwira panyaya yekuti mumwe ati arikuda $3