On a lighter note vanhu vakatamba manhanga matete Kuwadzana nezuroWhy not nziyo dze church pavana mweya yavo isvike in peace . Zvemagaro izvi zvoda isu vanhu vakuru kana tafa nekuti zvataona nekubata zvawanda kana mweya ikasvika yatenderera sechiuno ndikokoMazimba tambiro yanoita parufu so inonyadzisa
Hmmmm parufu rwevana ????Izvi hazviiti parufu rwe vana, asi munhu mukuru. Uye nefiro yakaita vana simba racho rinobvepi nhaimi.Manhanga matete apinda papiko vana vamakuzunzira seri vakange vakuziya wakadzi ere aah miswai kan.
Pamwe ndizvo hazvo kut vanhu vambonyevenuka nekuseka zvavo.
Let me not judgeCulturally jiti is acceptable pama funerals as a way of diverting the mind from grief , I however find this type of dancing unacceptable considering that these people appear to be happy and kind of celebrating , zvine kakushaya hunhu kazviri kuratidza so .
7
Zvine kahu inappropriate Kazviinako, I don’t know whether it’s the ululating, the whistling, the dancing or the mood of the people.
Hameno zvazvingori so hazvisi kunyatsoita.Ini hangu um in pain myb paidiwa a distraction but zvikurwadza ?? plus Mai vevana 2 avo vaiva a Christian mupostori and andizive kut vanozvitorao sei asi ini I'm stil in Pain as a mother