Vana Vepa Glen View 1 Vorwira Musikana

Vana vechikoro vakarwirwa musikana, kuita kukandirana zvibhakera zvemufirimu chaizvo iri nyaya yemusikana,

 

idzo dziri kurova too much dzakawanika babe rine mumwe muface dzikati kurwa ndo solution, video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39

 

  • Share: