Vanamirana Nguva Dzekudya Mota

A man and a married woman get stuck together during ashu ashu. To separate them, a ritual must be carried out by the native doctor.Pane akambopona here nyaya idzi?zviri bho here kuisana runyokaKo paMarket square vakuitei ipapoKumaraini kwedu pane vakafa last week...muridzi wemukadzi Akati akuda

 

 

 

 

mombe 5 kuti azvibvise then mombe dzikashaikwa kusvika vanhu vafa. Vakaita 2 good days vakanamirana. Murume ndiye akatanga kufa mukadzi akazofawo..vanhu vevanhu regarai akomana👐

  • Share: