Saturday, May 04

Vane Vezimbabwe Havachadi Nhamo Voti Ngatibatanei Tibvise ZANUPF Kusiri Kufa Ndekupi

Takasa zvita Hapana Mumwe Munhu Achaiya or imwe Nyika ichauya zoti Batsira

 

Takatya Tisu Tichakwarira mukati Generation ichangofa Pasina Chainacho 

 

 

 

,👆🏾Kusiri kufa ndekupi #zimyouthmovement We have To Raise our Voice and say no to ZANU PF. #ZanupfMustGo  

 

Signal Loading........ Signal Loading........

 

#OccupyHarareStreet

#OccupHarareStreet 

 

 

 

 

#ZimyouthMovementHandidi hangu kuHotSpoter vanhu ruvengo but dai takabatana chaizvo nenhamo yataoneswa neZANU dai taita action and Action yacho inofana kutangira pakuita Unfollow ana Java nana Holy Ten. Vanhu ava vari kufarira kiutambura kwedu chero ivo zvavo zviri right and vakuita Mari nekuvaFollower kwatoita its time maZimba tabatana vaone kuti tikurwadziwa and hatisi kufaraHa guys

 

 

 

 

ZANU PF yapererwa coz pamutemo izvozvi muno mu Zimbabwe hatina president coz hatina kubvuma plus SADC AU dzapindira , but Mr Chamisa vanofanira kut Process yacho yese yanga yakadhakwa plus ma V11s coz tika ngot ma V 11 togona kuzorohwerwa maths rimwe roshaikwa ma election anofanira kutotangidzwa aine SADC ne AU mukat coz ZEC Yatadza basa hatitboide ,,,, that's my opinion

  • Share: