Vanhu vari kudanana bamnini zvekuti vamwe vari kutoramba kuenda kumba Wati wadiwa zvakadai here?Apa unenge watora mari yechimbadzo kuti
ubhadhare fees wobva wakaona kachiramba kuenda kumba so??Ndakambokadya kamunhu ikako ndoziva kusheka chiuno kwake kwese ??
By 2030 we want condoms with alarm, when it burst it rings “”””tintiririiiii””” dear user you are now in live mode.Kamsikana kakafita kukumbira some more rounds pese pavanopakurirana bota.