Ndinongoti R. I. P, asi kazhinji muurai ndiye anodaro kushungurudzika kusvika pekupedzisira zvekti munhu anototi ape attension kumunhu iyeye panhamo 💘
nekuti gogo avo handisi kuona misodzi yavo Kunze kwekungoita noiseI just wish vanhu dai vachisiya munhu vape last respect to their loved ones not kumurambidza...inguva yakaoma and last viewing.
I remember when my mom died Pana Tete vaitirambidza kuramba tichichema and you just wonder kuti why.ðŸ˜
Kim rest in peace