Thursday, February 22

Vanhu Voshamiswa Zvinonyadzisa Chokwadi Tallyn Kupedza 12 Years Usina Kuona Mai Vakakuzvara Here

12 yrs mnhu anenge ambori pai chaizvoNdimai vako zveshuwa here Norah?Shuwa 12 years usina kuona mubereki but uri busy kutengera ana Nox ma flights tickets,this life no balance zvakanaka zvinengei…Saka

 

 

 

 

 

wakapendesa imba last week uchiziva hako kuti wakuendako and hakugarike nemadziro akasviba. That’s being selfish wakadii kupendera mai madziro kudhara nhaiwe Norah.

 

 

 

 

AFTER 12yrs Ndisina kuona Amai vangu I had to surprise her. She didn’t know that I was coming I told her kuti ndakatumira ma bag for you then to her surprise i was the bags and this was the surprise day . It was a very emotional moment at same time happy moment video on the way.

 

 

 

 

 

 

I just want to say thank you Lord for making this happen nekundichengetera amai vangu for the 12 years ndisipo I remember I almost lost her in 2014 ne cancer but honai kugona kwamwari she managed to fight cancer now she’s cancer free. 

#Makanaka Jesu

  • Share: