Saturday, May 04

Vofumurwa Zvinonyadzisa Izvi Mai Maketeni Varikutofara Maitt Varimujeri

Ungaremerwe nemunhu asina freedom...vane dramaIt seems she is Celebrating kuti Mai tt varimukati,

 

 

 

 

ungadade kuti ukunoona shamwari iri muprisons, iyi ipost yekungoti updater kuti Mura is still inside🤔Mai maketeni kana ari Feli haasi wekumbodada naye kuti muri kunomuona

 

 

 

Nekuti paachabuda akakusurirai muchashaya pekupinda 

 

 

 

Uya imwe type kana mazogara tichakunyarirai hedu sis memo soon😂😂🤣🤣 aizve ko drama ndereiko mai maketeni.

 

 

 

mai tt sandivo vakutoremerwa ne zvikwereti ku chikurubhi uko.munopumhuka makanganwa makambonzi ndimi munotamba neni handitambe nemi🤣🤣🤣🤣

  • Share: