Vp Chiwenga Speaks Final Speach

It's a matter of just 3 years.In 2028 this guy might be the Zim president & surely things won't be the same.Kkkkkkkkkkk.ndakamboona dzichivhunditsira ma money changer idzi hapana hapanaApa ivo vp avagoni ku pronouncer pakat Trababalas🤭😂kana vari real ngavazvitange these guys zvese zvavo hapana chiri real ..they are

 

 

 

 

 

 

bullies ini personally i dont understand why vachiedza kuda kumira mira nhema iya trabablas hachisi chinhu chekuti vanhu can celebrate because these guys havana kuuya in power after mugabe they have and always been in power and zvese zvavanoda kunyepedzera kuita they could have done it mugabe achipo instead zvatove worseHaaa kune judgement day yekudenga iyoyo yakanakira kuti anenge ari makwikwi mwana wese mwana wese🤣🤣🤣🤣

  • Share: