Ndoziva kuti nerimwe Zuva rimwe chete zvaro Baba vedu vaSir Wicknell vachandiona ini neMhuri yangu inini handisi kuzomira kusvikira Mandiropafadza neMhuri yangu Mutumwa asingarevi nhema Baba Wicknell ❤️
NDATENDA HANGU🙏Mother mhamha Mai Jilimba vochemera mota yekuzo driver vachino collecta bhodho ravo re ambi kwaMai Juju , wanikwe Tendai abatwa nemweya wekutaura chokwadi muc section imomo🤣🤣🤣🤣Dai mati mwanangu 😂😂😂 you can't say baba kumunhu waunogona kuzvaraTendai Tanyanyiwa a begger will humble herself kkkkk,
Kana kutoti sekuru futiNdaisa muchinjikwa mitatu , takumbira baba Johane mutumwa wenyu Sir Wicknell vapewo Amai Jilimba Production zvavari kukumbira. Mwana asinga chemi anofira mbereko .
Takumbira tsitsi dzenyu baba 🙏🙏🙏
Mukuru vasingataure zvekunyepa.Mwana mudiki aaakunzi baba nevanhu vakuruSango apa rinenge
risiri kuda kupa apa bt shingirirai zvichaita bhoMwari musazondipatisa kusvika pathat stage to praise a human being more than u Lord not me n never I wil rather die ndisina mota