Zhakata Atisiya Marwadzo Aya

Guhwa ririkuti Zhakata wemuFlea market atisiya. Chikonzero chirichekuti anetsana nemukadzi ndokumwa mushonga wema konzo. Zvakaoma.

 

 

 

 

Chingave chiri chii chingaite kuti munhu uzviuraye? Varume vakaremerwa kunze uku

  • Share: