Saka Moreboys hazvizive here achi poster bhora Apa iye aswera achiposta bronco instead kuti atizivise zvenhamo yakonzeresa nemotokari yakeSaka Moreboys hazvizive here achi poster bhoraApa anoita kufambira dzevamwe siku nesikati apa atadza kutiiudza nguva ya zvaitika if asiri Anabel Dai tisirikuziva iye busy kuposta vebus ndiye aurayaIthink Akuzvikanganisira brand
manje mazita avo hatinei nawo hedu tsaona iyi irikunzi yaitika pane nguva asi kusvika nanhasi ghost ndiri rikuburitsa information zve accident zvinoitika even ana Nyaradzo Doves vanosangana nazvo izvi haisi nyaya yekunyarara iyi vanhu ava even chero 1 brand ambassador atadza kutaura nyaya iyi ?Haa izvi zvandirwadza veduwe worse uchiziva munhu waunenge
wakatomboona recently wozongonzwa kuti hakusisina veduweka ??, shuwa nedistance iripo veduwe zim to kappa konzi 1 driver hakusi kuomera here kwekamba ukuNoreen ne sister yake Martha ndivo vevamwe vashaika na Gogo ..vamwe 2 Handisati ndavabata
akundipa information Arimu hospital ..Rest in Peace ?️?️?️ Moreboys handina kuku attacker but kungochema nevanochema sezvatiri kuita pa DNCMoreboys akutya Kuposter kut vanhu vanozoti achekeresa but semuridzi vecompany aifanira Ku poster