Ma Zimbabwe makangwarangwanduka ...mofunga mowana big up ne recognition PA kushoropodza nyika yenyu ...I heard mumwe achitsvaga basa PA murungu a achishora nyika yake
Kwai Zimbabwe is a kak country ...Ne ma celebrities vo they say bad about nyika yavo nekuti ka gap kake kamuitira shameMa skits acho mozomanyanya regai mudzikisirwe nekuti ndimi motanga kuzvidzikisiraAkanokora tsoka
yeZim nganzwe tsitsi veduweeee,muzvipatara zvemuno vanhu vari kudzingwa nekunyadziswa.Vanhu vatambura munyika dzevanhu,uye vari kufira mhosva dzevamwe.
Kuti vanhu veZim pane pavachaitawo chiremera haaa zvohwisa vurombo 🙆