Friday, April 19

Zuva Habane Oseka Maitt Waindituka Kuti Handina Mari Ndichasiira Vana Ma Eyelashes Ndichakuseka Kusvika Amen Hauna Mari Seat Down Uriwanga

Team rese riri kuuya kuseri tichiti heeee zuva keep quiet ingawani you posted her uchiti she tried to warn you about snake family.

Listen to me well well all you judge judiz 

Hapana chinohi I’m team nhingi warawara! 

Ini handicha hot spotwe zvekudaro ever since I was betrayed na Mrs No response.

Mumwe ne mumwe anomira side rake remusi iwoyo 

Ndoita zvandoda ku zuvanation! 

Handiudzirwe wekutorera side 

Ndiriweku side kwangu nhasi 

Ndakatukwa ndini pazvaigwadza manga musipo 

Nhasi ndavakuseka makuda kundiudzira zvekuita paHondo ye nyika yakadayi 

Getaway 

Let me be 

Ndakatukwa you don’t know how it feels 

 Nhasi ndikamukandichiti peace ✌🏽 there will be peace 

But zvanhasi ah ! I’m watching the drama unfold and I will say whatever I want! 

Ndini Ndakatukwa muchiombera mavoko makambondihwa ndichiti pweee? 

Nhasi Mwari wangu anditi seat back and watch me reveal the truth makuda kuburuka muma terrace kunditi I must keep quiet getaway kumushakure 

Vanhu varikuuya kuseri pane akambondifonerawo here kuti zvawava munzvimbo itsva how is the depression and loneliness, ko urikushanda here 

Vana vari safe here ? 

Tsve ! Years and years Mune number dzangu kwaku ndifonera nezve post iyi 

Mhaarta dzenyu vanhu vashe . 

Musade kundibvisa pama Mwari mazuvano I’m peaceful Njapisi! 

If you keep calling I will block your asses and tell your husbands pekunofukunura mabhodhoro anemifananidzo yavo kuti muwane zvokuita. Sewe hako iwe mutsvuku ndozvidira jecha apo urikuchata this year Back off! Twupeche!

Ndokuitirayi live facebook ikabvira iyi ende ini handitye munhu munozviziva . Postayi kumapage kwenyu uko pano ndepangu 

Kabias, mburu dzevanhu , Mbitye! 

Stay clearance

  • Share: