Thursday, February 22

Zvinorwadza Kutyisa Nekushamisa Tapfumanei Masaya Akabiwa Musi we Saturday Night Nezanupf Azowanikwa Akafa Akapondwa

Murume uyu ainzi Tapfumanei Masaya we CCC

Akabiwa musi we Saturday (abduction)

 

 

 

 

Weekend yese aitsvagwa nehama dzake pamwe nenhengo dzeCCC asi haana kuwanikwa

 

 

 

 

Body yake yakazowanikwa iri muMortuary nezuro.Zvirikunzi yakaendeswako nePolice 

MHSRIP 

 

 

 

 

Atleast body yake yawanikwa,family yake inoitawo closure,imagine mhuri yekwa Dzamara on Itai ๐Ÿ’”

 

Vaya vanositi fake abductions muripi????

 

 

 

 

 

Mafara ka afa๐Ÿคฆ๐Ÿพ‍โ™‚๏ธ๐Ÿ™„

Does someone have to die for you to come to terms with reality??

I have no respect for anyone who condones this

I don't care who you're,whether you're a Pastor or Prophet or Apostle,wether you're my friend or enemy 

This is wrong period!

We always turn a blind eye on injustice until it affects us

 

MHSRIP 

 

"Kuguma kwenyika nemiwo muchapiswa"

  • Share: