Thursday, February 22

Zvinotyisa Zvinoshamisa Benon SouthAfrica Tatenda Mhlanga Kuuraya Murume Kokucheka Cheka Kokuisa Muplastic

South Africa Police are searching for a 33-year-old Zimbabwean woman after the discovery of a mūtilated bødy in a suitcase in Wattville, Benoni, on the East Rand.

 

 

 

 

 

The man is believed to be her boyfriend.UPDATE | Mukadzi wekuuraya murume wake kuWattville, Benoni, zita rake anonzi Tatenda Mhlanga, born in Seke, kumusha anobva kwaChivi.

 

 

 

 

 

Murume wake zita ainzi Brighton. So mukadzi uyu arikunzi akauraya murume musiwe Thursday, atambozama kupisa chitunha zvikaramba, akazobatwa nezuro achida kunorasa chitunha. On Friday akaenda kuhama dzemurume nePassport akati hama yenyu iri missing apa achiziva hake kuti munhu akafa. Anyone with info, please contact the police on: 08600-10111

 

 

 

 

Previous Post: Nezuro kuWattville, Benoni pane murume nemukadzi vakabatwa vane Suitcase ranga rine chitunha chakadimburwa kuita maPiece maPiece. Pavakamiswa nevanhu vanga vachiita maPatrols in the area mukadzi muZimbo ane 33 years managed to escape but murume ane 53 years (nationality not mentioned) akabva abatwa. Murume paakabvuzwa, akati mukadzi atiza anga ari girlfriend yemufi and vanga vachigara vese kuActonville.

  • Share: