Saturday, May 04

Zvobuda Izvo Kuti Freeman Haanhuwi Weti Hunonzi Hunzi Mweya Uripaari Zvakaoma

I don't think kuti iweti ini maybe ane hudzi inenge yatova smell iripaari isingaperi chero akageza but I had kuti unogeza nemakoko esadza reday before zvopera ,hazvisekanwe vekuwe coz kana ukageza sei smell haibve .

 

 

 

 

Dai achidzikama nemukadzi wake social media hayaimboziva kuti anonhuwa manje kusadzikama kuda kuti nyika yose izive une kadora plus kunhuwa sisi dzikamai vanhurume

 

 

 

 

 

Zvekugona kuimba pasi tsvee, takarasima nezvekunhuwa weti, my fellow Zimbabweans hapana kwatiri kuenda and godo not nzara or nhamo will definitely kill us

  • Share: