Teacher Admire Phiri vane 42 years teacher pa Dhombi vaichidanana nemukadzi wemunhu anobva Malawi Aiva Secretary wepachikoro Vakaroiwa Vakatanga kuchinja makumbo kuita ebere

Baba ava vanonzi Admire Phiri vane 42 years, vanga vari ku teacher pa Dhombi chikoro chiri kumapura ku side riri pakati pe Murewa ne Marondera. Zvino vanga vava nenguva yakareba vachidanana nemukadzi wemunhu anova mukadzi wa Secretary wepachikoro apa zvekuti munhu wese anga ave kutozviziva kuti ndizvo zviri kuitika.

Zvino pa last holiday Secretary uyu akazoenda kumusha kunova ku Malawi pamwechete nemukudzi wake , uko munhu wese akaona chiitiko ichi ari kufungira kuti ndiko kwaakabva anosota mukadzi wake ikoko.

The pakavhurwa zvikoro Teacher ava vakatombopihwa warning nevanhu kuti vasiye hunhu hwavo uhwu since imba yavo yanga yatoparara nenyaya yechihure asi havana kuterera chinhu

Vakataimira semazuva ose Secretary vambobudawo ndokunorara vose zvekare. Vapedza ludya bota vakatanga kuona makumbo achichinja kuita ebere uku vakuseka sezvinoita bere zviye kudzamara kwatochena kunze vachidaro

Murume akasvika pakudzoka varimo mumba musingabudike vachingoseka sebere, ndipo paakabva avatakura kuvaisa pa yard ndokushevedza vanhu vose kuti vaonewo mashura akadai

Zvava ne week zvaitika asi Baba ava nhanhasi vachiri vakangodaro chete vakungoseka sebere hapana kutaura, hama dzavo dzakaudzwa kuti pari kudiwa mombe 41 kuti vadzoke back to normal otherwise vanofa in 21 days chipata pata kutaura kuno

  • Share: