Akarohwa nemukadzi adya chimunya chevana sadza ne nyemba. Varume tsvagai vakadzi chaivo kwete ngozi dzakadai. Mukadzi akamuka pakati pehusiku anamudira parafini mumusoro akatungidza murume ndokufa. zvakaitika ku Chipinge musiwechipiri. mukadzi akatiza arikutotsvagwa