Amai Vauraya Mwana Wavo Kuisa Mushonga We Gonzo Mu Ice Cream

She devilPanews dzekuseri uyu atongwa kugara mujeri kwemakore akawanda, nenyaya yekuuraya mwana wake nekuti baby daddy vakamuramba.

 

 

 

 

Akapa mwana wake ice-cream akaisa mushonga wemakonzo mwana akafa.

 

 

 

 

Chii chakadaro ngaagaremoAnopenga sure kuwuraya mwana wako mweyai iwoyo?i think ange asiri mwana wake maybe akaba muhospital chete

  • Share: