Mukadzi wemunhu unoitirei chihure ezvino worowa wawa kahura naye ari kumba kwake
Hanzi ndoda kumbonomama ??
Maboorangoma matuzvi ndozvamogona kurowa wana wewanhu imi muchihura muchiunzira wakadzi zvirwereRegai mukadzi abhuye chokwadi chake kkkkkkk musavuraya mukadzi uyooo
Ngaavasungise munhu anoita zvaada ne mheche yake kana ahura murambe varume vakahura vanorohwa naniNgaavasungise hakuna munhu ane right yekurova munhu