Monday, May 06

Chichi Is 💯 Correct Natalie Ane Problem Check List Revanhu Vaakatadzira Nezvaakavaita Zvinoshamisa Zvinotyisa Nyoka Muvhu Chaiyo Anoparadzanisa Vanhu Mhunza Musha

On this 1 um team chichi,Dis Natie gal ane prblm nyoka muvhu achiparadzanisa vanhu,onyepera kunyarara iye achituka ne ma ghost list re vanhu vaakanetsana navo vaitamba nawo

 

NOMATHEMBA:(posh akamuitira makhuwa kt arikudyiwa nechikomba chake chiri uk haana chaanobenifita apa mrume wemunhu,:(ever1 knws kt boyfrnd ya posh iri uk)

TANYA:

(akanomufumura ku boyfrnd yake iya yakamutengera imba kt arikusvirwa na Shacky Timburwa uya anopinda kwa makandiwa anoita zve gold)

TENDAI:(ex bestie frnd yake,akagezwa madhodi na Tendai arwara,after tht akati tendai aipedza chikafu mumba make anga akuda boyfrnd yake)

HADDASAH:(akanosvirwa ne mrume wa Haddasah Brandson akapiwa 8000dhorazi,akatuka Haddasah kt akabva kunogadzira body ku turkey akadzoka achiita semrume.)

FELICIA JADA:(akati jada akanoromba mozambique ne frnd yake inondzi miss gee,akanofumura zvikomba zva Jada ku mrume wake uya wedumbu,:jada ndi runner weku south anotengesa mafuta ebleach.)

Msrockshed:(akati chido arikumuitira godo abt her body,cz chido akabvawo ano iswa ma hips ee fake akaita makhuwa ekuti chido anosvirisa madhara ee ku zanu asi achifamba ne sikorokoro che benz,anw akazvotonga hake new 1)

 

AMANDA:(its her youngsister aida kt mwana arambe kuroorwa asvirise saye kumadhara Amanda akaramba akandzi hautendi apa ndini ndokuchengeta)

ISHE:(mrume wa Amanda akamusvirisa akandzi osaroore my youngsister or else ndokufumura kt wakandisvira)

Bawssladychichi(akamuchinjira cz akushandisa mishonga ya Gogo maweni akabva ati ma salt achichi ndee fake,akaudza vanhu kt chichi ddnt brest feed her dota cz ane shuramatongo tarisai ma goodbye.)

BayFay(vakasvirwa na Brandson vese Fay akapiwa mota yanga yaka hire anyeperwa kundzi ndakutengera na Brandson)

  • Share: