On Sat hama dzemukoma ava dzakakumbira rubatsiro kuti havasi kumuona since ayenda kubasa akasadzoka only today ndipo pavazoudzwa kuti akashaika the very same day akaita zvekub@yiw@
kuPretoria ???? very sad ? ? ? guys kuti hama dzinozongonzwa kuti atova kumochari ?????????But sometimes we blame South Africans but vakomana vekwedu ndovarikuuraya vamwe honestly
Zvakaoma ndofire rakaita bmkru vangu vakabaiwa nebanga ku Pretoria ikoko musi we Saturday ,,bt vainzi vane shamwari yawo yavanga vanayo vakabaiwa vese kusaziwa kt ndiye ere uyu,,kna mumwewo zvake????????