Cruise Ship Member Who Passed Away Family Ndoyaita Azviuraye Hama Yotaura Aitumira Mari Kumba Ichidyiwa
- By Staff Reporter
- |
- 6838
- |
- October 30, 2025
Cruise ship crew member mysteriously plunges overboard into Mediterranean Sea
No she was sending money to home, people was eating her money, they supposed to build house
.Augustine Makubela yes ndanzwa hama yacho ichibvunza kunepost kuti akazviurairei aKATI pane zvakaitika it's family issues handingataure pafb so unoreva chokwadimumwe ndakamunzwa achiti family yangu pressure yairi kundipa nekuda mari yandiri kushanda ndafunga kusadzokera kumba coz ndiwo wakutonditadzisa kushanda , please
hama kana vanhu waenda kunoshanda imbomirai kukumbira mari or kuudza munhu ma problem akuitika kumba yet asingakwanise kuma solver arikure ndozvimwe zvinokonzeresamumwe ndakamunzwa achiti family yangu pressure yairi kundipa nekuda mari yandiri kushanda ndafunga kusadzokera kumba
coz ndiwo wakutonditadzisa kushanda , please hama kana vanhu waenda kunoshanda imbomirai kukumbira mari or kuudza munhu ma problem akuitika kumba yet asingakwanise kuma solver arikure ndozvimwe zvinokonzeresa