Monday, May 06

Drama Rine Mapenzi Ecat Family Kuswero Tota Maitt Vabuda Makamborota Hama Dzenyu Here Brainwashed People Zvinekakupenga

Ku cat family kuri kurotwa ndatii

Zviroto zviroto

Dai paitwa go fund me zvikwereti zvabhadharwa nekuti zviroto apa hazvishandeKurotera munhu asinei navo kana kukupa yedata drama rine mapenzi ayo so ka🙆🏻

 

Meanwhile they can't and cannot pray for themselves tonhave better life health and even better salaries busy playing for someone akazviparira ega it's not like akapomherqa nhema and stuff ka apa🤣🤣🤣🤣🤣🤣

 

 

kana vanhu vari brainwashed havadai ava vakadyiswa nefoshoro🤣🤣🤣haaa muroyi akaroya tukiti dai avanzwira tsitsi vazaruka pfungwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣munovawanepiko varume vamunoudza hope dzemichacha. I can't imagine ndichiudza hubby wangu zvinyaya zvamai Tt achitoteerera zvinyaya izvozvo 😂

  • Share: