Monday, May 06

Ginimbis Widow Zodwa Onzi Kuita Chembere Dzagumana Chaidzo

Chembere dzagumanaAakunge Michael JacksonMa nhangirikini ake ekuseri haasi fake here?? 

Saw her dancing in aaaihhh Ko hazvindengendeke wani ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚handigoni zvangu make up but apa akuita kunge make up iya inoiswa zvitunha neve NyaradzoAna kuchembera heee bvuma wasakara kasi imi munoda kufa kuri vadiki ini ndoda kukita ndava gogo ndaunyana nerurimi . Hapana chino sekesa pakuchembera it’s a blessing ๐Ÿ˜’ bhita bhichiziBut mateerera zvaanga achitaura here apo? Very proud ma looks haana basa 2023 ino!!!!

  • Share: