Food poisoning Case in Joburg
Zvirikunzi mwana uyu akaswera achitamba zvakanaka nevamwe nezuro asina kana panorwadza then akazongoti kuna mai ndave nenzara mai vakanotenga ma russians 2 vakatopa vese vari 2 neuyo umwe mwana ... apedza kudya zvinonzi akatanga kurutsa zvinhu zve white asi kurutsa kwacho
kwaitonetsa akatanga kubuda furo mumuromo nguva iyoyo vakazama kumhanya naye kuchipatara asi zvinonzi vasati vambodii mwana akabva ashaya pakatozouya ambulance mwana zvinonzi ainge atoshaya.
Vabereki vacho vese hapana anemapepa zvirikunzi pavatoenda ku police for police report vabvunzwa mapepa vakange vakutoda kutovharirwa so pane atozovakumbirira asi vanzi mwana aitwe post mortem .
Foni chaiyo vabereki vemwana havana tirikutotaura navo nefoni dzema neighbour💔💔💔 C