Tuesday, May 07

Karma Wakanyanya Speed Pana Mary Chiwenga Ivy Kombo Akatorera Mai Vake Murume 15 Years Later Zvichirikufaya Karma Wakaoma

Karma wakazonyanya speed paku locate address ya Marry Chiwenga. Ko kumboitawo chinono sezvauri kuita Kuna Ivy Kombo. Karma kubva wazodaro kunge Marry ndiye ega here atanga kupwanya dzimba dzevamwe. Ingawani Ivy akatorera Mai vake chaivo murume . Karma usadaro Wagamupula iri rapfidza pakusvika pakupika gehena ari mupenyu. Hospital and courtroom ndihwo hwava upenyu hwake chokwadi.Ndosaka zvichinzi life haina formula zviye zvatinoona pa manigerian movie kuti ukakura uchitambura wozopfuma unogona kutongofa uchingotambura umwe anoita hutsinye hupenyu wese asina kana karma waanowana vamwe Misha yakatomira nemisodzi yeumwe mukadziIvy atori mu karma yake baba vaya vari too controlling and they try so hard dai vanga vakagara vakanyarara sezvavanga vakaita makore ese aya🤣🤣🤣chaakanakira Karma haaudzirwe anongoshanda netime yake kumwe anotogona kutorega kusvikako zvachoseMumwe anokwanisa kusarangwa iye personally anogona kurangwa pavana vake ,same fate can befall on her kids .or some are good at pretending happiness ipo pasina ,Ivy kombo ayiva mucheche.. uyo mudhara angatosungwa kana akamusiya...pari tricky. Mudhara uyo ndiye akadanana neMinor. All these years ooooh...achiri kurira...vamwe vake vana Caroline Mujokoro vanyarara kkkk

  • Share: