Monday, May 06

Ketina Onzi Wakupererwa Unodziziva Here 12 Months Uchiuya Nenyaya DzaMaitt Chimbokwesha Zvingaka

Ichoo chakupererwa, unodziva 12 months iwe usina info uchiita yekutsvagiridza yenhema, souljah luv takamirira nyanya yake neyapilot, rega wakashandiswa naFeli wakadzungaira kuzotebga hembe🤣😂😂😂😂ko iko kuspender kumba kusiri kwako🤣😂😂😂zidununu, akakugona Feli aisakuudza zvelife yake too much wakabva wabuda usina info😂😂😂😂huya hako ungotaura ana gomutoto vako 🤣🤣🤣🤣or siisi maisiriiri vakumbokutsvagira zvimwe zvekuti upenge nazvo palive

  • Share: