Monday, May 06

Madamboss And Fungai Mutisi Vonyorerwa Tsamba Yekuti Vayeuke Kwavakabva Nevakavachemgeta Vari Pwere Wow

Fungai naTyra mukawana nguva muverenge bible muzive Mwari mutendeuke. Makasiiwa muri vadiki stereki nemaparents enyu & your big sisters nevarume vavo took it upon themselves to raise you mudzimba dzavo , sevana vavo and nanhasi Tsitsi Kachembere haatogoni kukuitai anamainini anotongoti Tyra or Fungai cos makarerwa zvakafanana , as siblings and ndozvaanotoziva. Chikoro vanamdhara Kachembere vaya vaitoda kuti muende kuVar muitewo zvisvinu muve independent but iwe Tyra wakazongoramba zvako wakuita zvekwaNgundu. Relationship yabamkuru namainini inowanzonetsa, varume end up abusing tumainlaws utwu but these two men chose to be vanababa kwamuri not varume vanasisi because they care. Ikozvino makura , zvakufaya , busy kuwonererwa pafb , competition nanaMai Tt, hovhiyo nanaEvidence, nekutenga zvenyu mafuta enyu ekutsvukisa matokanganwa vanhu vakakurerai . Dai mdhara wenyu aripo mungadai musina kumuitira minana imi? Dai mai venyu varipo dai vasina kupfidza nekukwira ndege? Ko why musingaitiriwo mai Kachembere namai Karadzangare nevarume vavo madanha ivo vakakurerai zvisina question mark? Ho nhasi makura makuziva kuti havasi maparents enyu handiti? Munonyadzisa Tyra naFungai, pesu pesu kundege nevana venyu but Tsitsi muchisiya asi maidya mundiro imwechete. Sewe Tyra unotoposta mai vaNgoni kakawanda as if iwewe haunawo vakakurera. Ziva kwawakabva iwe, wakunyara nasisi vako nhasi cos havashandi pareception saMai vaNgoni? You appreciate mai vaNgoni katatu pazuva roga roga but sisi vako vakakurera dololo. Handcream svinu chaiyo motadza kutengera ana sisi venyu shuwa maoko avo kuita kunyangara kudaro imi muripo? Enyu ari nani wani? Ndimi makachembedza mai Kachembere vachikurerai ivo vachitori mwanawo but nhasi makuzviona speshari🙄Munonyadzisa vakadzi vaviri imi! Ityai Mwari vana vaVaRoisi. 😞Selfish dzevanhu 🙄As long as shoko rasvika...shuwa so many babamkurus take advantage of vana mainini.....Fungai de aitisa Tsitsi Cos arnde ku UkZvekupindira mafamily issues ndookudii. Tyra now has a new mum. Mai vaNgoni ivavo ndivo mai vake. Tyra has never stopped loving and appreciating her sisters zvekuvakwidza ndege hazvisizvo zvinoratidza rudo. Tione boarding pass yawakakwidzawo mai vako ndege totangira ipapo.

  • Share: