Monday, May 06

Mai B Madamboss Maid Vonzi Mukadzi Mukuru Ukuwawarira Chii Kuswero Kwesheswa Tsoka Unombopiwa Mariiko

Nhaiwe mai bee ko uri kuvavarira chii shuwa mkadzi mkuru akaita sewe anoswero batiswa tsoka unombopiwa mariiko tyra namai tt vakafanana kuita vaskana vebasa hobho umwe anomukwenya kumusana umwe anoisa makeup vana madhumbe vari munhamo ava

  • Share: