Friday, April 26

Maitt Team Rese Rekuchando Rawaitamba Naro Wakanetsana Navo Vese Ketty Ndiye Asara Unomutya Because Anokupedzera But Uri Munhu Akaita Sei Angori Victim All The Time Zvigadzirisei

Maitt team rese rekuchamdo rawange uchishamwaridxana naro rse wakanetsana naro one by one Tete Mildred,Senseni Mai Mazowe,Rose.

Kwasadza KuZimbabwe hauna waunowirirana naye wakanetsana nemunhu wese Kuchando wononetsana futi nevanhu vese vanga vachimira newe?who is next problem yako ndeyei zvino usambonetsana na Ketty anokupedzera hako.

  • Share: