Friday, March 29

Moira Nights XWife YaSEH Calaz Onzi Izvezvi Wakutambura Kambucha Ndoya Breakfast Nemaremoni Kufurirwa Kuramba Boss Seh Calaz

Moira Night X wife yemubhanditi seh calaz otukwa nemafans kuti Moira izvezvi wakudya maremoni nema apurosi.

Wakafurirwa kunzi rumba murume Seh calaz ukabuda uchivanyadzisa kuti vakakupa siki vanemasofa akabooka .Izvezvi Ave boss Jambucha ndoyave breakfast kumbarenfosaka une ma foren heroes.

  • Share: