From Our DM ::: Moyo wekubereka unorwadza mufunge. Ndibatsireiwo ndiri kutsvaga sekuru awo vanonzi John Jijita vakatiza nemwana vangu musikana ane 17yrs. Kana paine anoziwawo pavari kugara kan kuroja ngaafone panumber idzi 0785861216 or kuenda pamapurisa maRusape .anenge amuwana pane
$200Pikicha yemwana wekutizwa naye naSekuru tawanayo,, What’s your take on this issue?? Mwana akamanikidzwa or akaenda achitodawo nezva Kule???Guys if you can’t help find the missing child shut up and stop making fun out of the situation. You are worsening the things by trying to assume that she put’s herself in the situation willingly. She actually needs help from all concerned and right thinking People. You don’t know how evil that madala is that’s why murikudaro. That young girl is being used and she will be dumped sezvaanongoita vamwe vese. Mwana uyo haasisina kana meaningful future yachaita in her life. Atoparadzwa.Don’t even try to blame or victimise that child. People have become evil. Vana vofambira kupi🤷🏿♀️.
Vanhu havachina matyira unoona an under age girl semukadzi. Zimbabwe has become lawlessness and moral decadent. Who is protecting children’s rights kana vana sekuru vakurara nevazukuru. Kutadza kuona kuti mwana. Inga mvana vakadzi vakuru vakazara wani. Mapurisa are not doing their job. They protect rapists and older man manipulating school children. Sekuru avo vapedza vana ma underage mu Rusape town and surrounding schools, Tsindi, tsanzaguru. Ndozvaaita kuHarare futi. Atori nenyaya hobho. Zvinoshamisa kuti people are making fun out of the crime he committed.You can take the charges against him lightly but that man is a paedophile anofarira zvekudanana nemaunderage.
Pamuchabatirwa ka13 year old kenyu ndopamuchaona kuti you don’t support evil. Imhosva kubata underage children period. Vabereki chengetedzai vana venyu.Vana vedu vave kuda vana sekuru zvekudaro zvekt ndiye anenge akati handei kure nekumba sekuru
nekudawo zvakabatana zvine starch vanoenda kure kure zvekt vaviri life yavo boo zvekt chenjerai kt sekuru vachisungwa mwana wenyu achizviuraya mumba menyu chengetedzai mashoko angu tauriranai nemwana uyo kwete kusunga sekuru ava nekt vaviri varimurudo ndatenda zvangu kana ndabatsira imi vabereki vemskanaKidnapping here oro what cos ziwai kuti wapfanha awa wanoti boys resize yaro riristingy ka maybe mudhara akatenga shawarma mbiri necascade yemawuyu ka 🤣🤣🤣Rikutodya kechidiki risati rasungwa haro