Mukadzi orovera mwana wemurume wake kuti haana kubvisa mwana Pamper the whole day mwana aswera nepupu
Lurimbwa yemunhu mwana akasiyanei newako hure urikure neni ini ndaitokumamisa manji zvimhuno kunge mwena wemakonzoNyangwe zvindiomere sei kana ndafunga kufamba
mwana wangu ndofamba naye unless akura hake akugona kuzviitira not zera iro evoo ndakamuwana ndatambura pandavata ndopaari chandadya ndochaanodya tikarara nenzara tese ndizvozvo handidi hangu