Ndivo vakanditangira kuona nyika. Nhasi takuzivavo bepa nhau reKwayedza.
May his soul rest in peace and rise in Grace 👑 🙏Ngavazorore murugare baba ava ndivo vakatanga nyaya dzekuti
Zvidhoma zvovharisa musha.
Mkwasha opa ambuya Christmas box yezvibhakera.