Murume Mbinga Ye Zanu-PF Mu Harare Yorova Kuponda Mukadzi

Zvakaoma. Murume uyu ari kurova mukadzi vatadza kunzwisisana panyaya ya land. But ivo vari kutora video ko munhu akakuvara nhai

 

 

 

 

 

Zirume iro irombe gwara chairo ungazamurira mazioko kurova munhukadzi ko adii kuenda kwasabhuku or kwamambo hanty minda inotongwa nemsabuku and chiefs, Hes very stupid.

  • Share: