Monday, May 06

Nelia Ginimbi Kuparadza Pfuma G Kudyirwa 16k Namaitt Kuround Oti Kudzingwa Kumaroro Nemuroora Zodwa But Why

Aka kadzingwa kumarooro naAunty Zozo hanzi kana kadhakwa foshoro kanokumba zvese kana groom kanopinyoresaAka zvakawandira. Koti kudyirwa 16k na Felistas kuma rounds koti kukaviwa na zozo. Zodwa why makhumalo?Ndakazvibvunza kuti zvaatopedza kutengesa mota ginimbi mari yakasiya yakaendepiPa comment ipapo vaenderera mberi vachiti Neria anodhakwa foshoro zvinova izvo zvaigumbura zangarehwa kusvika amusvipa.

  • Share: